Track name: HO IWE
Trackcode: VAD000802
Composer: Brennan Wayne Wyngard, Brennan Wayne Wyngard (Arr.), Faith Wyngard
アーティスト: Ovation, Fab Fusion Band
EAN/GTIN: 4020771195084
ISRC: DE-NK7-18-01355
Album name: MIXED BAG
Catalogue number: VAD0008
Label: Vadzimu - VAD
LC number: 50060
Up tempo jazz with snazzy twist and keyboards. (Dmin)
Mudiwa usandisiye kana vouya vozunza mazakwatira
Mudiwa handikunzvenge kana vouya vondidana ivo vanyengedzi
Darling you know how they envy the way I love you. The way you love me!
Gudo guru peta muswe vadiki vakutye! Vachaneta havo! ISU tingori murudo!!!
CHORUS
Nyangwe vakatitaura Ini newe - Ndinokuda Ho Iwe!
Tive nemari. Tive tisina Mari - Ndinokuda Ho Iwe!!
Tingova naJESU.Tichingoshumira kuna MWARI-- Ndinokuda Ho Iwe!!
Haiya ya ya! Haiya yai yai yai - Ndinokuda Ho Iwe!!
ASI chii nhai? They want to know why
We've made it this far naJESU nothing is impossible
Mudiwa nhayi pawandibata hayi
Ndaperera ndanyemwerera
CHORUS
Nyangwe vakatitaura uni newe - Ndinokuda Ho Iwe!

Tingova naJESU Tichingoshumira kuna Mwari - Ndinokuda Ho Iwe!!

Ho iwe - Mudiwa
Ho iwe - tovaka imba yedu
Ho iwe - Tiritese
Ho iwe iwe iwe iwe
Ho iwe - mudiwa
Ho iwe - tovaka imba yedu
Ho iwe - tiritese
Ho iwe Iwe Iwe Iwe

Hi iwe iwe iwe hi iwe hayaya ho iwe hayaya hope iwe iwe iwe iwe. HO IWE!!!
Mudiwa usandisiye kana vouya vozunza mazakwatira
Mudiwa handikunzvenge kana vouya vondidana ivo vanyengedzi
Darling you know how they envy the way I love you. The way you love me!
Gudo guru peta muswe vadiki vakutye! . Vachaneta havo! ISU tingori murudo!!!